Song information On this page you can read the lyrics of the song Ndin'Ndamubata , by - Jah Prayzah. Release date: 12.10.2017
Song language: Swahili
Song information On this page you can read the lyrics of the song Ndin'Ndamubata , by - Jah Prayzah. Ndin'Ndamubata |
| Ndin' ndamubata |
| Ehe-e ndin' ndamubata |
| Ndin' ndamubata |
| Ehe-e ndin' ndamubata |
| Zvainenge pasa-pasa |
| Handidi kutamba makasa |
| Kare kangu ndairakasha |
| Kusvikira mvura yagasa |
| Zvayangova bata wabata |
| Kugomera kukwira makata |
| Mwenje kubaka-baka |
| Hombarume ndakakata |
| Machembere zvazvandibata |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Hee-e tachinja mupaka |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Machembere zvazvandibata |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Hee-e tachinja mupaka |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Vakomana munoda kufara ndizvo here? |
| (Kumberi) |
| Ehe mafambiro edu kupiko? |
| (Kumberi) |
| Vasikana munoda kutamba ndizvo here? |
| (Kumberi) |
| Ehe mafambiro edu kupiko? |
| (Kumberi) |
| Ndiri kukwira manera |
| Handichada kunanaira |
| Ndini ndakaisimudza |
| Ngoma inoti kedega |
| Yakatangira Zengeza |
| Ikabudira kuMoza |
| Ehe pasi pandimedza |
| Shamwari dzandinyengedza |
| Maimwanawe zunguza |
| Kwete kungondinyemudza |
| Amaimwanawe zunguza |
| Kwete kungondinyemudza |
| Gamba ndichaedza |
| Kusvikira kwaedza |
| Gamba ndichaedza |
| Kusvikira kwaedza |
| Vakomana munoda kufara ndizvo here? |
| (Kumberi) |
| Ehe mafambiro edu kupiko? |
| (Kumberi) |
| Vasikana munoda kutamba ndizvo here? |
| (Kumberi) |
| Ehe mafambiro edu kupiko? |
| Usandirodza zizi |
| Ngoma inorira kwese |
| Simudzai maoko mese |
| Kufarira pese |
| Ndasunungura mukwende |
| Tura mafemo tiende |
| Simudzai maoko mese |
| Kufarira pese pese |
| Machembere zvanga zvazvandibata |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Hee-e tachinja mupaka |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Machembere zvanga zvazvandibata |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Hee-e tachinja mupaka |
| Kunodiwa haga mukaka |
| Vakomana munoda kufara ndizvo here? |
| (Kumberi) |
| Ehe mafambiro edu kupiko? |
| (Kumberi) |
| Vasikana munoda kutamba ndizvo here? |
| (Kumberi) |
| Ehe mafambiro edu kupiko? |
| (Kumberi) |
| Ehe mafambiro edu kupiko? |
| (Kumberi) |
| Kumberi, mafambiro edu kupiko? |
| Wakonzera bongozozo |
| (Ahe bongozo) |
| Wandipedzera musoko-soko |
| (Ahe bongozo) |
| Ngoma inotambika mbabvumba |
| (Ahe bongozo) |
| Inga dzangu ndasunga dzasimba |
| (Ahe bongozo) |
| Maimwana kusakura semunda |
| (Ahe bongozo) |
| Wandisasika ndanuna |
| (Ahe bongozo) |
| Bongozo, bongozozo |
| (Ahe bongozo) |
| Paita bongozo, bongozozo |
| Inini handigone |
| (Tendera) |
| Ndinosendemura, ndinokanyaira |
| Inini handigone |
| (Tendera) |
| Ndinosendemura, ndinokanyaira |
| Inini handigone |
| (Tendera) |
| Handigone, handigone |
| (Sendemura, kanyaira) |
| Inini handigone |
| (Tendera) |
| Handigone, handigone |
| (Sendemura, kanyaira) |
| Usakendenge |
| He! Usakendenge |
| (Kumberi) |
| Usakendenge |
| Ha! Usakendenge |
| (Kumberi) |
| Usakendenge |
| He! Usakendenge |
| (Kumberi) |
| Usakendenge |
| Ha! Usakendenge |
| (Kumberi) |
| Ndin' ndamubata |
| Ehe-e ndin' ndamubata |
| Ndin' ndamubata |
| Ehe-e ndin' ndamubata |
| Ndin' ndamubata |
| Ehe-e ndin' ndamubata |
| Ndin' ndamubata |
| Ehe-e ndin' ndamubata |
| Name | Year |
|---|---|
| Kutonga Kwaro | 2017 |
| Bvumbamirai | 2021 |
| Murder | 2021 |
| Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
| Emerina | 2017 |
| Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
| Chengetedza | 2017 |
| Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
| Munyaradzi | 2020 |
| Mukwasha | 2020 |
| Kwayedza | 2020 |
| Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |
| Eriya | 2020 |