![Chengetedza - Jah Prayzah](https://cdn.muztext.com/i/32847513411043925347.jpg)
Date of issue: 12.10.2017
Song language: Swahili
Chengetedza |
Chengetedza rudo rwemoyo wangu |
Nyararidza kuchema kwehana yangu |
Umire mire ndirwire hondo dzangu |
Ndokuti ndizive ndiwe darlie wangu |
Chengetedza huchi hwandinomora |
Ndiri raramise nesadza raunomona |
Kumarehwa rehwa haiwa usandishora |
Kuti ndizive kuti ndiwe darlie wangu |
Kana sango ndofura sora |
Mwedzi ndoturunura |
Gomo ndokoromora… |
Kuti ndizive ndiwe darlie wangu… |
Kana sango ndofura sora |
Mwedzi ndoturunura |
Gomo ndokoromora… |
Kuti ndizive ndiwe darlie wangu… |
Mbiri ye kundari. fume ndine mabori |
Haungandishori.rudo kumberi |
Usandidire mari ayee ayee yee |
Ndozvinoita ndizive ndiwe darlie wangu |
Mbiri ye kundari. fume ndine mabori |
Haungandishori.rudo kumberi |
Usandidire mari ayee ayee yee |
Ndozvinoita ndizive ndiwe darlie wangu |
Chii chakutambudza. pfumo rangu ndosimudza |
Pasina anoti yanganudza nyatsondicherechedza |
Senzira ini ndoyeredza |
Ndomira newe dia. uchandiona |
Chii chakutambudza. pfumo rangu ndosimudza |
Pasina anoti yanganudza nyatsondicherechedza |
Senzira ini ndoyeredza |
Ndomira newe dia. uchandiona |
Haiwa sango ndofura sora |
Mwedzi ndoturunura |
Gomo ndokoromora… |
Kuti ndizive ndiwe darlie wangu… |
Kana sango ndofura sora |
Mwedzi ndoturunura |
Gomo ndokoromora… |
Kuti ndizive ndiwe darlie wangu… |
Mbiri ye kundari. fume ndine mabori |
Haungandishori.rudo kumberi |
Usandidire mari ayee ayee yee |
Ndozvinoita ndizive ndiwe darlie wangu |
Mbiri ye kundari. fume ndine mabori |
Haungandishori.rudo kumberi |
Usandidire mari ayee ayee yee |
Ndozvinoita ndizive ndiwe darlie wangu |
Kana sango ndofura sora |
Mwedzi ndoturunura |
Gomo ndokoromora… |
Kuti ndizive ndiwe darlie wangu… |
Kana sangoooo |
Name | Year |
---|---|
Kutonga Kwaro | 2017 |
Ndin'Ndamubata | 2017 |
Bvumbamirai | 2021 |
Murder | 2021 |
Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
Emerina | 2017 |
Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
Munyaradzi | 2020 |
Mukwasha | 2020 |
Kwayedza | 2020 |
Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |
Eriya | 2020 |