| Wagwizi |
| Haa, Mukoma ndichiri mukati kuremand |
| Mhosva yangu ndakakanda chigirinedhi |
| Ndakaona pamba pangu posvika bhirigedhiya |
| Zvikanzi akanda chingoma ichi ko ndiani |
| Ndasungirwa murder, attempted murder |
| Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda |
| Ndasungurwa murder, attempted murder |
| Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda |
| Goat une maguts, une madisnyongoro |
| Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro |
| Une kathis, une kathat, une madisnyongoro |
| Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro |
| Dai madira magate, ane muteuro |
| Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbino? |
| Dai madira magate, ane muteuro |
| Tikadira mhamba, anomuka here Simbimbino? |
| Chakapinda chakabata pakadzika |
| Chakunaka cause ndini ndakaruka |
| Ndakapinda ndakakwenya dhabuka |
| Vamwe vakandibuka |
| Inyaya ichikupisa muchaunga |
| Sechikwekwe ndakaramba ndakaruma |
| Ndini ndandarikwenya dhabuka |
| Vamwe vakandibuka |
| Ndasungirwa murder, attempted murder |
| Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda |
| Ndasungirwa murder, attempted murder |
| Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda |
| Goat une maguts, une madisnyongoro |
| Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro |
| Une kathis, une kathat, une madisnyongoro |
| Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro |
| Dai madira magate, ane muteuro |
| Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbino? |
| Dai madira magate, ane muteuro |
| Tikadira mhamba anomuka here Simbimbino? |
| Keresenziya kundirambira musombodhiya |
| Ndikadhakiwa ini ndinombovata munzira |
| Ndakambopinda negejo muchechi |
| Pamariro ndakambobvira bhachi |
| Ndikadhakisa neighbourhood watch |
| Pakatsva imba ndini ndaiwedzera gas |
| Amukoma ndikabata bhodhoro |
| Ndogona kuvhiya kana mbongoro |
| Inzwai mukoma ndakatuka kanzuru |
| Ndikavata imba isina kenduru |